Eksodo 9:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Fumira mangwanani, undomira pamberi paFarao, uti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha, Mwari wavaHebheru: Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ɀino Jehova wakati kunaMosesi: Fumira maŋgwanani, undomira pamberi paFarao, uti kwaari: Ɀanzi naJehova, Mŋari waʋaHeberu: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Mangwana, fumira kuna Farao undoti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru rega vanhu vangu vaende kundondinamata Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Tenzi akataurira Mosesi kuti, “Mangwana, fumira kuna Farao undoti, ‘Zvanzi naTenzi, Mwari wevaHebheru rega vanhu vangu vaende kundondinamata Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Muka mangwanani-ngwanani undosangana naFaro ugoti kwaari, ‘Zvanzi naJehovha Mwari wavaHebheru: Rega vanhu vangu vaende, kuti vanondinamata, Ver Capítulo |