Eksodo 7:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Ugoti kwaari, ‘Jehovha, Mwari wavaHebheru, akandituma kwauri,’ achiti, ‘Tendera vanhu vangu kuenda vandinamate murenje; zvino tarira, kusvikira zvino hauna kunditeerera.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ugoti kwaari: Jehova, Mŋari waʋaHeberu, wakandituma kwauri, aciti: Tendera ʋanhu ʋaŋgu kuenda ʋandinamate murenje; ɀino tarira, kuȿikira ɀino hauna‐kunditerera. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Undoti kwaari, ‘Tenzi, Mwari wavaHebheru, akandituma kwamuri neshoko rinoti rega vanhu vangu vaende kundondinamata murenje. Asika, kusvikira pari nhasi hauna kunditeerera.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Undoti kwaari, ‘Tenzi, Mwari wavaHebheru, akandituma kwamuri neshoko rinoti rega vanhu vangu vaende kundondinamata murenje. Asika, kusvikira pari nhasi hauna kunditeerera.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Ipapo uti kwaari, ‘Jehovha, Mwari wavaHebheru, andituma kuti ndizoti kwauri: Rega vanhu vangu vaende, kuitira kuti vanondinamata murenje. Asi kusvikira zvino hauna kunditeerera.’ Ver Capítulo |