La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 6:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 Ipapo Jehovha akataura naMosesi naAroni, akavatuma neshoko kuvana vaIsiraeri nokuna Farao, mambo weIjipiti, kuti vabudise vana vaIsiraeri munyika yeIjipiti.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Ipapo Jehova akataura naMosesi naAroni, akaʋatuma neshoko kuʋana ʋaIsraeri nokunaFarao, mambo weEgipita, kuti ʋaɓuɗise ʋana ʋaIsraeri munyika yeEgipita.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Tenzi ndokutaurira Mosesi naAroni achiti, “Udzai vaIsiraeri namambo weIjipiti kuti ndini ndakakutumai kuzoburitsa vaIsiraeri muIjipiti.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Tenzi ndokutaurira Mosesi naAroni achiti, “Udzai vaIsiraeri namambo weIjipiti kuti ndini ndakakutumai kuzoburitsa vaIsiraeri muIjipiti.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Zvino Jehovha akataura kuna Mozisi naAroni pamusoro pavaIsraeri napamusoro paFaro mambo weIjipiti, uye akavarayira kuti vabudise vaIsraeri kubva muIjipiti.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 6:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios