Eksodo 5:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Ipapo mambo weIjipiti akati kwavari, “Imi Mosesi naAroni, munotsautsireiko vanhu pamabasa avo? Endai kumirimo yenyu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Ipapo mambo weEgipita akati kwaʋari: Imi Mosesi naAroni, munotsausireiko ʋanhu pamaɓasa aʋo? Endai kumirimo yenyu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Mambo weIjipiti akati, “Ko iwe Mosesi newe Aroni, imhaka yei muchifurira vaIsiraeri kuti varege kuita basa ravo? Imi dzokerai kubasa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Mambo weIjipiti akati, “Ko iwe Mosesi newe Aroni, imhaka yei muchifurira vaIsiraeri kuti varege kuita basa ravo? Imi dzokerai kubasa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Asi mambo weIjipiti akati, “Mozisi naAroni, munobvisireiko vanhu pabasa ravo? Dzokerai kubasa renyu!” Ver Capítulo |