Eksodo 5:13 - Shona Bible 1949 revised 200213 Varairi vamabasa vakavakurudzira, vachiti, “Pedzai basa renyu, mabasa amaifanira kuita mazuva ose muchino uswa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 Ʋarairi ʋamaɓasa ʋakaʋakurudzira, ʋaciti: Pedzai ɓasa renyu, maɓasa amaifanira kuita mazuʋa ose mucinoʋuswa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 Vaya vaishandisa vaIsiraeri vakaramba vachivaomesera vachiti, “Pedzai mugwazo wenyu wezuva roga roga sezvamaingoita muchapiwa mashanga.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 Vatariri vebasa vakaramba vachivamanikidza vachiti, “Pedzai basa ramakatarirwa pazuva rimwe nerimwe, sezvamaiita pamaiwana uswa.” Ver Capítulo |