Eksodo 4:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi paMidhiani, “Enda, udzokere Ijipiti, nokuti vanhu vose vaitsvaka kukuuraya vakafa.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ɀino Jehova akati kunaMosesi paMidiani: Enda, udzokere Egipita, nokuti ʋanhu ʋose ʋaitȿaka kukuʋuraya ʋakafa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Mosesi paakanga achiri kunyika yeMidhiani, Tenzi akataura kwaari achiti, “Chidzokera zvako kuIjipiti nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Zvino Jehovha akanga ati kuna Mozisi ari muMidhiani, “Dzokera kuIjipiti, nokuti vanhu vose vaida kukuuraya vakafa.” Ver Capítulo |