La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 4:13 - Shona Bible 1949 revised 2002

13 Iye akati, “Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoda kutuma naye.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

13 Iye akati: Haiwa, Ishe, tumai henyu wamunoɗa kutuma naye.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

13 Asi Mosesi akati, “Ndapota zvangu Tenzi wangu, tumai zvenyu mumwe munhu!”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

13 Asi Mozisi akati, “Haiwa Jehovha, ndapota hangu, tumai henyu mumwe kuti aite izvozvo.”

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 4:13

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios