Eksodo 37:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Akaveza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Akaʋeza matanda omuakasia, akaafukidza nendarama, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Akaveza mapango omuunga, akaatsvetera nendarama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Ipapo akaita mapango omuti womuunga uye akaafukidza negoridhe. Ver Capítulo |