Eksodo 37:28 - Shona Bible 1949 revised 200228 Akaitawo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)28 Akaita ʋo matanda omuakasia, akaafukidza nendarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona28 Akaveza mapango omuunga, akaanamirira ndarama. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi28 Vakagadzira mapango omuti womuunga uye vakaafukidza negoridhe. Ver Capítulo |