La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 36:3 - Shona Bible 1949 revised 2002

3 vakapiwa naMosesi zvipo zvose zvakanga zvauyiswa navana vaIsiraeri, zvokubatisa nazvo basa rokushuma panzvimbo tsvene. Asi ivo vakaramba vachiuya nemwoyo yavo kwaari mangwanani ose nezvipo zvavo.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

3 ʋakapiwa naMosesi ɀipo ɀose ɀakaŋga ɀaʋuyiswa naʋana ʋaIsraeri, ɀokuɓatisa naɀo ɓasa rokushuma panɀimbo tȿene. Asi iʋo ʋakaramba ʋaciʋuya nemŋoyo yaʋo kwaari maŋgwanani ose neɀipo ɀaʋo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

3 Vakagamuchira zvipo zvose izvozvo kuna Mosesi zvakanga zvaunzwa navaIsiraeri kuzoitisa basa romuNzvimbo Inoera. Izvozvo vaIsiraeri vainge vachingofumouya nazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

3 Vakagamuchira zvipo zvose izvozvo kuna Mosesi zvakanga zvaunzwa navaIsiraeri kuzoitisa basa romuNzvimbo Inoera. Izvozvo vaIsiraeri vainge vachingofumouya nazvo.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

3 Vakagamuchira kubva kuna Mozisi zvipo zvose zvakanga zvauya navaIsraeri kuti zvishandiswe pabasa rokuvaka imba tsvene. Uye vanhu vakaramba vachiuyisa zvipo zvokupa nokuzvisarudzira mangwanani oga oga.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 36:3

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios