Eksodo 35:34 - Shona Bible 1949 revised 200234 Akaisa mumwoyo make uchenjeri hwokudzidzisa vamwe, iye naOhoriabhu, mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)34 Akaisa mumŋoyo make ʋucenjeri bgokudzidzisa ʋamŋe, iye naOhoriabi, mŋanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDani. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona34 Akamupa, iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki wedzinza rokwaDhani, mwoyo wokuda kudzidzisa vamwe. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi34 Uye apa vose vari vaviri iye naOhoriabhu mwanakomana waAhisamaki, worudzi rwaDhani kugona kudzidzisa vamwe. Ver Capítulo |