Eksodo 33:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Akatiwo, “Haungaoni chiso changu, nokuti hakuna munhu angandiona, akazorarama.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati ʋo: Hauŋgaʋoni ciso caŋgu, nokuti hakunomunhu uŋgandiʋona, akazorarama. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Asi akati, “Haugone kuona chiso changu nokuti hakuna munhu angandione akaramba ari mupenyu.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Akati, “Asi haugoni kuona chiso changu, nokuti hapana munhu angandiona uye akararama.” Ver Capítulo |