La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 3:21 - Shona Bible 1949 revised 2002

21 Ndichapa vanhu ava nyasha pamberi pavaIjipiti, kuti kana muchizoenda, murege kuenda musina chinhu.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

21 Ndicapa ʋanhu aʋa nyasha pamberi paʋaEgipita, kuti kana mucizoenda, murege kuenda musinecinhu.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

21 “Ndichaita kuti vaIjipiti vakuitirei zvakanaka, nokudaro pamunozoenda, hamuzoendi musina chamunacho.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

21 “Uye ndichaita kuti vaIjipita vaitire vanhu ava nyasha, zvokuti pamunoenda hamuendi musina chinhu.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 3:21

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios