Eksodo 2:19 - Shona Bible 1949 revised 200219 Vakati, “MuIjipiti akatirwira pamaoko avafudzi, akaticherera mvura, akanwisa makwai.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)19 Ʋakati: MuEgipita wakatirwira pamaʋoko aʋafudzi, akaticerera mvura, akanwisa makwai. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona19 Vakati, “Tanunurwawo nomumwe muIjipiti, adzinga vafudzi. Atotitekerawo mvura akapa zvipfuwo zvedu kuti zvinwe.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi19 Vakapindura vakati, “Tanunurwa nomuIjipita kubva kuvafudzi. Abva aticherera mvura uye akanwisa zvipfuwo.” Ver Capítulo |