La Biblia Online

- Anuncios -




Eksodo 2:12 - Shona Bible 1949 revised 2002

12 Akaringa-ringa, zvino achiona kuti hapana munhu aripo, akauraya muIjipiti, akamuviga mujecha.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Akariŋga‐riŋga, ɀino aciʋona kuti hapanomunhu’po, akaʋuraya muEgipita, akamuʋiga mujeca.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 Mosesi akaringa-ringa ndokuona kuti hapana mumwe munhu akanga aripo, ndokubva auraya muIjipiti uyu ndokumufushira mujecha.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Akaringa-ringa ndokuona kusina munhu achibva auraya muIjipita, ndokumuviga mujecha.

Ver Capítulo Copiar




Eksodo 2:12

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios