Eksodo 10:21 - Shona Bible 1949 revised 200221 Zvino Jehovha akati kuna Mosesi, “Tambanudzira ruoko rwako kudenga, rima rivepo panyika yeIjipiti, rima ringaita seringabatwa namaoko.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)21 Ɀino Jehova akati kunaMosesi: Tambanudzira ruʋoko rwako kuɗeŋga, rima riʋe’po panyika yeEgipita, rima riŋgaita seriŋgaɓatwa namaʋoko. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika21 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Simudzira ruoko rwako mudenga kuti muIjipiti muve nerima rakati kwindindi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona21 Tenzi akataurira Mosesi achiti, “Simudzira ruoko rwako mudenga kuti muIjipiti muve nerima rakati kwindindi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi21 Ipapo Jehovha akati kuna Mozisi, “Tambanudzira ruoko rwako kudenga kuti rima ripararire pamusoro peIjipiti, rima rinonzwikwa.” Ver Capítulo |