Eksodo 10:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Naizvozvo zvino ndikanganwirei zvivi zvangu nguva ino bedzi, mukumbire kuna Jehovha Mwari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu bedzi.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Naiɀoɀo ɀino ndikaŋganwirei ɀiʋi ɀaŋgu ŋguʋa ino ɓedzi, mukumbire kunaJehova Mŋari wenyu, kuti abvise kwandiri rufu urwu ɓedzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvino chindiregereraiwo chitadzo changu rwendo runo bedzi mukumbire Tenzi, Mwari wenyu kuti andibvisirewo nhamo yorufu iyi.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Zvino ndiregerereizve chivi changu uye munyengetere kuna Jehovha Mwari wenyu kuti abvise kwandiri dambudziko rinouraya iri.” Ver Capítulo |