Eksodo 10:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Ipapo Farao akakurumidza kudana Mosesi naAroni, akati, “Ndatadzira Jehovha, Mwari wenyu, nemi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ipapo Farao akakurumidza kuɗana Mosesi naAroni, akati: Ndatadzira Jehova, Mŋari wenyu, nemi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Ipapo Farao akakurumidza kudaidza Mosesi naAroni akati, “Ndakatadzira Tenzi, Mwari wenyu ndikakutadziraiwo imi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Ipapo Farao akakurumidza kudaidza Mosesi naAroni akati, “Ndakatadzira Tenzi, Mwari wenyu ndikakutadziraiwo imi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Faro akakurumidza kudana Mozisi naAroni akati, “Ndatadzira Jehovha Mwari wenyu uye nemi. Ver Capítulo |