Danieri 9:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 KunaShe Mŋari weɗu ndi’ko kunenyasha nokukaŋganwira, nokuti takamumukira; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Imimi Tenzi Mwari wedu ndimi muridzi wetsitsi nokuregerera nokuda kokuti isu takakupandukirai Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Ishe Mwari wedu ndiye ane ngoni uye anokanganwira, kunyange dai takamumukira. Ver CapítuloShona BIBLE9 Kuna Ishe Mwari wedu ndiko kune nyasha nokukanganwira, nokuti takamumukira; Ver Capítulo |