Danieri 9:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Ndikarinzira chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndikarinzira ciso caŋgu kunaShe Mŋari, ndikamutȿaka nokunyeŋgetera nokukumbira, nokuɀinyima ɀokudya, namasaga namaɗota. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ipapo ndakatarisa kuna Tenzi Mwari ndichimutsvaka nomunamato neminyengetero nokutsanya ndakapfeka hanzu dzemasaga ndakazvidira dota. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 Saka ndakatendeukira kuna Ishe Mwari ndikamukumbira mukunyengetera nokuteterera, ndichitsanya, uye ndikafuka nguo dzamasaga namadota. Ver CapítuloShona BIBLE3 Ndikaratidza chiso changu kuna Ishe Mwari, ndikamutsvaka nokunyengetera nokukumbira, nokuzvinyima zvokudya, ndakapfeka masaga ndikazvidira madota. Ver Capítulo |