La Biblia Online

- Anuncios -

Danieri 5:27 - Shona Bible 1949 revised 2002

27 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

27 TEKERI, iwe wayerwa paciyero, ukawanikwa wakareruka.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

27 TEKERI zvinoreva kuti imi pachenyu maerwa pachikero mukawanikwa musina kukwana,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

27 Tekere: Makayerwa pachiyero mukawanikwa makareruka.

Ver Capítulo Copiar

Shona BIBLE

27 TEKERE, iwe wayerwa pachiyero, ukawanikwa wakareruka.

Ver Capítulo Copiar

Danieri 5:27

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios