Danieri 4:20 - Shona Bible 1949 revised 200220 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Muti wamakaʋona, iwo wakakura ukasimba, wakaȿika kuɗeŋga pakureɓa kwawo, wakaŋga uciʋonekwa kuȿikira kumigumo yenyika yose; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Muti wamakaona wakakura ukasimba zvokuita nhungamakore chaiyo kureba uchitooneka kwose zvako nekwakaperera nyika, Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Muti wamakaona, wakakura uye ukasimba, una manhengenya awo anosvika kudenga, unoonekwa pasi pose, Ver CapítuloShona BIBLE20 Muti wamakaona, iwo wakakura ukasimba, wakasvika kudenga pakureba kwawo, wakanga uchionekwa kusvikira kumigumo yenyika yose; Ver Capítulo |