Danieri 3:6 - Shona Bible 1949 revised 20026 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 aninani usiŋgawiri pasi acinamata, neŋguʋa iyo ucawisirwa mukati mecoto comŋoto unopfuta kwaɀo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 Kuwana ani zvake anorega kugwadama pasi achipfugama, pakarepo anobva atokandwa muvira romoto unopisa kwazvo.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 Ani naani asingawiri pasi achinamata achakandwa muvira romoto pakarepo.” Ver CapítuloShona BIBLE6 ani naani asingawiri pasi achinamata, nenguva iyo achawisirwa mukati mevira romoto unopfuta kwazvo.” Ver Capítulo |