Danieri 2:3 - Shona Bible 1949 revised 20023 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Mambo akati kwaʋari: Ndarota hope, ɀino mŋeya waŋgu unotambudzika ndiciti ndinzwisise kurota kwaŋgu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Mambo akavati, “Ndarota hope, zvino ndiri kutambura mumwoyo mangu kuti ndizive hope dzacho.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 iye akati kwavari, “Ndakarota hope dzinonditambudza zvino ndinoda kuziva zvadzinoreva.” Ver CapítuloShona BIBLE3 Mambo akati kwavari, “Ndarota hope, zvino mweya wangu unotambudzika ndichiti ndinzwisise kurota kwangu.” Ver Capítulo |