Danieri 2:16 - Shona Bible 1949 revised 200216 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)16 Ɀino Danieri akapinda kunamambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire ŋguʋa, aziʋise mambo kuɗudzirwa kwaɀo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona16 Dhanieri akapinda akandoteterera kuna mambo kuti amutaurire nguva yaaizopa mambo dudziro yacho. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi16 Nokudaro, Dhanieri akapinda kuna mambo akandokumbira nguva kwaari, kuitira kuti agomududzira chiroto chiya. Ver CapítuloShona BIBLE16 Zvino Dhanieri akapinda kuna mambo, akakumbira kwaari, kuti amutarire nguva, azivise mambo kududzirwa kwazvo. Ver Capítulo |