2 Timoti 3:9 - Shona Bible 1949 revised 20029 Asi havachapfuuriri mberi, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navose, sezvakazoita hwavo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 Asi haʋacapfuʋuriri mberi, nokuti ʋupenzi bgaʋo bgucaʋonekwa naʋose, seɀakazoita bgaʋo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Asi hapana kwavanosvika nokuti munhu wose achaziva upenzi hwavo sezvakangoitika kuna varume vaviri ava. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 Asi havangasviki kure, nokuti upenzi hwavo huchaonekwa navanhu vose. Ver Capítulo |