2 Timoti 2:4 - Shona Bible 1949 revised 20024 Hakuna munhu anorwa papfumo anozvipinganidza namabasa ohupenyu huno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)4 Hakunomunhu unorwa papfumo unoɀipiŋganidza namaɓasa oʋupenyu bguno, kuti agone kufadza uyo wakakokera kuhondo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona4 Hakuna musoja achiri pabasa anozvipinza mumabasa amazuva ose kana achida kugutsa akamunyora pabasa. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi4 Hakuna munhu anoshanda somurwi anozviisa pazvinhu zvoupenyu hwavasiri varwi, nokuti anoda kufadza mukuru wake wehondo. Ver Capítulo |