La Biblia Online

- Anuncios -




2 Timoti 2:26 - Shona Bible 1949 revised 2002

26 vapengenukezve, vabve pamusungo waDhiabhori, wavakanga vakabatwa naye kuti vaite kuda kwake.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

26 ʋapeŋgenuke ɀe, ʋabve pamusuŋgo waDiaborosi, waʋakaŋga ʋakaɓatwa naye kuti ʋaite kuɗa kwake.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

26 vachigona kutopunyuka riva raDhiabhori ivo vambobatwa naye kuti vaite zvaanoda.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

26 uye kuti vachapengenuka vagopunyuka kubva mumusungo wadhiabhori, akavaita nhapwa kuti vaite kuda kwake.

Ver Capítulo Copiar




2 Timoti 2:26

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios