2 Timoti 2:11 - Shona Bible 1949 revised 200211 Ishoko rechokwadi; “Nokuti kana tikafa pamwechete naye tichararamawo pamwechete naye. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Ishoko raɀokwaɗi; nokuti kana tikafa pamŋe cete naye, ticararama ʋo pamŋe cete naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 Izvi ndezvechokwadi zvokuti “Kana takafa pamwechete naKristu tichararama pamwechete naye. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Herino shoko rechokwadi: Kana takafa pamwe chete naye, tichararamawo pamwe chete naye; Ver Capítulo |