2 Timoti 1:17 - Shona Bible 1949 revised 200217 Asi akati asvika Roma, akanditsvaka zvikuru, akandiwana. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Asi wakati aȿika Roma, akanditȿaka ɀikuru, akandiwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 Zvokuti paakasvika kuRoma akanditsvaka nemeso matsvuku akandiwana. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Asi kutoti, paakanga ari muRoma, akanditsvaga kwazvo kusvikira andiwana. Ver Capítulo |