Zekaria 1:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pamusi wegumi nechina wemwedzi wegumi nechiposhi, uri mwedzi waShebhati, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita; Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 Nezuʋa ramakumi namanna romŋedzi wegumi nomumŋe, uri mŋedzi weShebati, negore recipiri raDariusi, shoko raJehova rakaȿika kunaZekaria mŋanakomana waBerekia, mŋanakomana womuprofita Ido, riciti: Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 Nezuva ramakumi namana romwedzi wegumi nomumwe, uri mwedzi weShabhati, negore rechipiri raDhariusi, shoko raJehovha rakasvika kuna Zekariya mwanakomana waBherekia, mwanakomana womuporofita Idho, richiti, Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Pamusi wegumi nechina wemwedzi wegumi nechiposhi, uri mwedzi waShebhati, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Pamusi wegumi nechina wemwedzi wegumi nechiposhi, uri mwedzi waShebhati, mugore rechipiri rokutonga kwaDhariusi, shoko raTENZI rakauya kuna Zekariya mwanakomana waBherekiya mwanakomana waIdho muporofita; Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Pazuva ramakumi maviri namana romwedzi wegumi nomumwe, mwedzi weShebhati, mugore rechipiri raDhariasi, shoko raJehovha rakasvika kuna muprofita Zekaria mwanakomana waBherekia mwanakomana waIdho. Ver Capítulo |