La Biblia Online

- Anuncios -

Zekaria 1:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Uye ndashatirirwa kwazvo marudzi avanhu vagere zvavo mumutambaratede nokuti pandakamboti hangu shatirwei zvishoma ivo ndipo pavakatodarikidza kuparadza.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

15 Ndakatsamŋira kwaɀo ndudzi dzaʋanhu dzakazorora, nokuti ndakaŋga ndakatsamŋa ɀishoma, asi iʋo ʋakanyanyisa nhamo.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

15 Ndakatsamwira kwazvo ndudzi dzavanhu dzakazorora, nokuti ndakanga ndakatsamwa zvishoma, asi ivo vakanyanyisa nhamo.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

15 Uye ndashatirirwa kwazvo marudzi avanhu vagere zvavo mumutambaratede nokuti pandakamboti hangu shatirwei zvishoma ivo ndipo pavakatodarikidza kuparadza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

15 Uye ndashatirirwa kwazvo marudzi avanhu vagere zvavo mumutambaratede nokuti pandakamboti hangu shatirwei zvishoma ivo ndipo pavakatodarikidza kuparadza.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

15 asi ndakatsamwira zvikuru ndudzi dzinoti dzakagarika. Ndakanga ndakatsamwa zvishoma, asi ivo vakawedzera padambudziko iri.’

Ver Capítulo Copiar

Zekaria 1:15

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios