Zekaria 1:11 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)11 Iʋo ʋakapindura mutumŋa waJehova wakaŋga amire pakati pemiti yemimirte, ʋakati: Takapota‐pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere icizorora. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200211 Ivo vakapindura mutumwa waJehovha akanga amire pakati pemiti yemimirite, vakati, “Takapota-pota nenyika yose, wane nyika yose inyerere ichizorora.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona11 “Ivo vakapindura mutumwa waTENZI uya aiva amire mukati mamakwenzi emimitiri vachiti, ‘Tafamba nenyika yose tikaona kuti igere murunyararo.’ Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi11 Uye vakapindura mutumwa waJehovha akanga akamira pakati pemiti yemitire vachiti, “Taenda munyika yose tikaona nyika yose yakazorora uye ino runyararo.” Ver Capítulo |