Zefania 1:3 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)3 Ndicaparadza ʋanhu neɀipfuwo; ndicaparadza shiri dzokuɗeŋga, nehoʋe dzeguŋgwa, neɀigumbuso pamŋe cete naʋakaipa; ndicabvisa ʋanhu pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20023 Ndichaparadza vanhu nezvipfuwo; ndichaparadza shiri dzokudenga, nehove dzegungwa, nezvigumbuso pamwechete navakaipa; ndichabvisa vanhu pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona3 Ndichatsvaira vanhu nemhuka uye ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa uye zvimhingamupini, vanhu vakaipa, ndichatsakatisa vanhu pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi3 “Ndichatsvaira zvose vanhu nemhuka; ndichatsvaira shiri dzedenga nehove dzegungwa. Vakaipa vachasara nemirwi yamarara chete, kana ndabvisa munhu pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Ver Capítulo |