Zefania 1:2 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)2 Ndicaparadza cose ɀinhu ɀose ɀiri pasi pose — ndiɀo ɀinotaura Jehova. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20022 “Ndichaparadza chose zvinhu zvose zviri pasi pose ndizvo zvinotaura Jehovha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona2 “Ndichanyatsotsvaira kutopedza zvose zviri pamusoro payo nyika. Ndizvo zviri kutaura Tenzi. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi2 “Ndichatsvaira zvose kubva pamusoro penyika,” ndizvo zvinotaura Jehovha. Ver Capítulo |