Zefania 1:17 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)17 Ndicaʋuyisira ʋanhu kumanikidzwa, kuti ʋafambe samapofu, nokuti ʋakatadzira Jehova; ropa raʋo ricaɗururwa seguruʋa, nenyama yaʋo sendoʋe. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200217 “Ndichauyisira vanhu kumanikidzwa, kuti vafambe samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha; ropa ravo richadururwa seguruva, nenyama yavo sendove. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika17 “Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona17 “Ndichaonesa vanhu nhamo zvokutofamba samapofu zvawo nokuti vakatadzira Tenzi. Ropa ravo richanyatsowodzvorwa seguruva uye nyama yavo sendove.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi17 Ndichauyisa kudzungaira pavanhu uye vachafamba samapofu, nokuti vakatadzira Jehovha. Ropa ravo richadururwa seguruva, uye nyama yavo sendove. Ver Capítulo |