La Biblia Online

- Anuncios -

Zefania 1:12 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

12 Ɀino neŋguʋa iyo ndicanɀera Jerusarema nemŋenje; ndicaroʋa ʋarume ʋagere pamasese aʋo, ʋanoti mumŋoyo yaʋo: Jehova haaŋgaiti ɀakanaka, ʋuye haaŋgaiti ɀakaipa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

12 Zvino nenguva iyo ndichanzvera Jerusaremu nemwenje; ndicharova varume vagere pamasese avo, vanoti mumwoyo yavo, ‘Jehovha haangaiti zvakanaka, uye haangaiti zvakaipa.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

12 “Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

12 “Panguva iyoyo ndichatsvaka nerambi muJerusaremu ndichiranga vanhu ivavo vane manzvengeredzero avo vanozviti nechomumwoyo, ‘Tenzi hapana zvaanomboita, zvakanaka kana zvakaipa.’

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

12 Panguva iyoyo ndichanzvera Jerusarema nomwenje; uye ndicharanga vaya vagere zvavo, vakaita sewaini yakasiyiwa mumasese ayo, vanofunga kuti, ‘Jehovha hapana zvaangaita, zvakanaka kana zvakaipa.’

Ver Capítulo Copiar

Zefania 1:12

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios