Zefania 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)10 Ɀino nezuʋa iro — ndiɀo ɀinotaura Jehova — kucanzwika mhere inobva pasuʋo rehoʋe, nokucema kunobva kurutiʋi rutȿa rweguta, nokukoromoka kukuru kunobva kumakomo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200210 “Zvino nezuva iro, ndizvo zvinotaura Jehovha, kuchanzwika mhere inobva pasuo rehove, nokuchema kunobva kurutivi rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kunobva kumakomo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona10 “Pazuva iroro ndizvo zviri kutaura Tenzi kucharira mhere kuSuo Guru reHove kuungudza kuchibva kumana rechipiri, kungondomoka kukuru kuzvikomo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi10 “Pazuva iro,” ndizvo zvinotaura Jehovha, “kuchema kuchanzwikwa kubva kuSuo reHove, kuungudza kubva kuRutivi Rutsva rweguta, nokukoromoka kukuru kubva kuzvikomo. Ver Capítulo |