Zefania 1:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko rakauya kuna Zefaniya mwanakomana waKushi, mwana waGadharia mwanakomana waAmariya, mwanakomana waHezekiya, mumazuva aJosiya mwanakomana waAmoni mambo wokwaJudha. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Shoko raJehova, rakaȿika kunaZefania, mŋanakomana waKushi, mŋanakomana waGedaria, mŋanakomana waAmaria, mŋanakomana waHezekia, namazuʋa aJosia, mŋanakomana waAmoni, mambo waJuda. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Shoko raJehovha, rakasvika kuna Zefaniya, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedharia, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, namazuva aJosia, mwanakomana waAmoni, mambo waJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Shoko rakauya kuna Zefaniya mwanakomana waKushi, mwana waGadharia mwanakomana waAmariya, mwanakomana waHezekiya, mumazuva aJosiya mwanakomana waAmoni mambo wokwaJudha. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Shoko rakauya kuna Zefaniya mwanakomana waKushi, mwana waGadharia mwanakomana waAmariya, mwanakomana waHezekiya, mumazuva aJosiya mwanakomana waAmoni mambo wokwaJudha. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Shoko raJehovha rakasvika kuna Zefania, mwanakomana waKushi, mwanakomana waGedharia, mwanakomana waAmaria, mwanakomana waHezekia, pamazuva okutonga kwaJosia mwanakomana waAmoni mambo weJudha richiti: Ver Capítulo |