ƲaEfeso 6:7 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)7 muciɓata nomŋoyo wakanaka, muciɀiita sokunaShe, musiŋgaitiri ʋanhu; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20027 muchibata basa nomwoyo wakanaka, muchizviita sokuna Ishe, musingaitiri vanhu; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona7 Munofanira kuita basa renyu nechido sokunge muri kuriitira Tenzi kwete sokunge muri kuriitira vanhu. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi7 Mushande nomwoyo wose, sokunge munoshandira Ishe, kwete munhu, Ver Capítulo |