La Biblia Online

- Anuncios -

ƲaEfeso 5:29 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

29 nokuti hakunomunhu wakatoŋgoʋeŋga nyama yake; asi unoipa ɀokudya nokuiceŋgeta, Kristu seɀaanoitira kereke;

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

29 nokuti hakuna munhu akatongovenga nyama yake; asi anoipa zvokudya nokuichengeta, Kristu sezvaanoitira sangano;

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

29 nokuti hapana munhu anovenga muviri wake. Asi anotoupa chokudya nokunyatsouchengetedza sezvinoita Kristu kusangano.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

29 Pana izvozvo zvose, hakuna munhu angavenga muviri wake, asi anoupa zvokudya uye anouchengeta, sezvinoita Kristu kukereke,

Ver Capítulo Copiar

ƲaEfeso 5:29

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios