ƲaEfeso 4:9 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko, kuti akakwira kumusoro kunoreva kuti kudii? Kunorevawo kuti akambodzika pasi pasi penyika. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)9 (Ɀino kuti: Wakakwira, cinyiko, asi kuti, wakaɓuruka ʋo kumatiʋi ari pasi penyika? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20029 Zvino kuti, “Akakwira, chinyiko,” asi kuti, akaburukawo kumativi ari pasi penyika? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika9 Ko, kuti akakwira kumusoro kunoreva kuti kudii? Kunorevawo kuti akambodzika pasi pasi penyika. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona9 Ko, kuti akakwira kumusoro kunoreva kuti kudii? Kunorevawo kuti akambodzika pasi pasi penyika. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi9 (Zvinorevei kuti “akakwira” asi kuti akaburukawo kumativi ari pasi penyika? Ver Capítulo |