La Biblia Online

- Anuncios -




ƲaEfeso 4:19 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Havasisina nyadzi; kana kuzvibata uye vanamakaro.

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

19 ʋakaɀipa ʋasinehanya kuʋutere, kuti ʋaɓate maɓasa ose etȿina nokuciʋa.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

19 vakazvipa vasina hanya kuutere, kuti vabate mabasa ose etsvina nookuchiva.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

19 Havasisina nyadzi; kana kuzvibata uye vanamakaro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

19 Havasisina nyadzi; kana kuzvibata uye vanamakaro.

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

19 Vasisina hanya, vakasvika kuutera kuitira kuti vagoita mabasa ose etsvina, nokuchiva zvakawanda.

Ver Capítulo Copiar




ƲaEfeso 4:19

Síguenos en:

Anuncios


Anuncios