La Biblia Online

- Anuncios -

ƲaEfeso 3:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

20 Ɀino, iye unesimba rokuita ɀikuru kwaɀo ɀinopfuʋura ɀose ɀatinokumbira kana ɀatinofuŋga, nesimba rinoɓata mukati meɗu,

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

20 Zvino, iye ane simba rokuita zvikuru kwazvo zvinopfuura zvose zvatinokumbira kana zvatinofunga, nesimba rinobata mukati medu,

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

20 Zvino iye ane simba rinoshanda matiri anokwanisa kuita zvakawandisisa kupfuura zvose zvatingakumbire kana zvatingafunge

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

20 Zvino iye anogona kuita zvikuru zvisingagoni kuyerwa kupfuura zvose zvatingakumbira kana kufunga, maererano nesimba rake riri kushanda mukati medu,

Ver Capítulo Copiar

ƲaEfeso 3:20

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios