ƲaEfeso 1:6 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)6 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzaakaŋgotipa hake muMuɗikanwa wake, kurumbidzwe; Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20026 kuti kunaka kukuru kwenyasha dzake dzakangotipa hake muMudikanwi wake, kurumbidzwe; Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona6 kuti Mwari arumbidzwe pamusana penyasha dzake dzisingatauriki dzaakatiitira nokuMwanakomana wake wapamwoyo pasina muripo. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi6 kuti kunakisisa kwenyasha dzake dzaakangotipa hake muna Iye waanoda kurumbidzwe. Ver Capítulo |