Rute 3:15 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)15 Akati: Ʋuya neŋguʋo yawakafuka, uiɓate; akaiɓata, iye akayera ɀiyero ɀitanhatu ɀebari, akamutakudza iɀo, akapinda muguta. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200215 Akati, “Uya nenguo yawakafuka, uibate,” akaibata, iye akayera zviyero zvitanhatu zvebhari, akamutakudza akapinda muguta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona15 Akamuti, “Uya nechari yawakafuka uitambanudze.” Rute akabva aitambanudza, Bhoazi akadira mairi bhari inorema makirogiramu anenge makumi maviri. Akamutsiga, akaenda zvake muguta. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi15 Akati kwaarizve, “Ndipe kuno mucheka wawakamonera ugoutambanudza.” Akati aita izvozvo, Bhoazi akadururira zviyero zvebhari zvitanhatu mauri akamutakudza pamusoro. Ipapo akadzokera kuguta. Ver Capítulo |