Rute 3:1 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naomi akataurira muroora wake achiti, “Mwanangu ndafunga zvokukutsvakira kuti uitewo imba yako uwanewo pokunyatsogara. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)1 Ɀino Naome, ʋamŋene ʋake, akati kwaari: Mŋanasikana waŋgu, handifaniri kukutȿakira zororo, kuti ufare here? Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 20021 Zvino Naomi, vamwene vake, akati kwaari, “Mwanasikana wangu, handifaniri kukutsvakira zororo, kuti ufare here? Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika1 Naomi akataurira muroora wake achiti, “Mwanangu ndafunga zvokukutsvakira kuti uitewo imba yako uwanewo pokunyatsogara. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona1 Naomi akataurira muroora wake achiti, “Mwanangu ndafunga zvokukutsvakira kuti uitewo imba yako uwanewo pokunyatsogara. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi1 Rimwe zuva Naomi, vamwene vake vakati kwaari, “Mwanasikana wangu, handingaedzi kukuwanira musha here, paungawana zvinokuriritira zvakakwana? Ver Capítulo |