Rute 1:20 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire. Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)20 Akati kwaʋari: Regai kundiidza Naome, asi mundiidze Mara, nokuti Wamasimba‐ose wakandiitira ɀinoʋaʋa kwaɀo. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200220 Akati kwavari, “Regai kundiidza Naomi, asi mundiidze Mara, nokuti waMasimbaose wakandiitira zvinovava kwazvo. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire. Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona20 Ivo vakati kwavari, “Regai zvenyu kunditi Naomi, isvai zvenyu manditi Mara nokuti Samasimbaose akaita kuti upenyu hundiipire. Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi20 Iye akati kwavari, “Musandidaidza kuti Naomi. Ndidaidzei kuti Mara, nokuti Wamasimba Ose akashungurudza upenyu hwangu kwazvo. Ver Capítulo |