Rute 1:13 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.” Ver CapítuloBaiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)13 muŋgaʋamirira kuȿikira ʋakura here? Muŋgaramba kuwanikwa naʋamŋe ʋarume naiɀoɀo here? Kwete, ʋana ʋaŋgu, nokuti ndineshuŋgu kwaɀo nokuɗa kwenyu, nokuti ruʋoko rwaJehova runorwa neni. Ver CapítuloShona Bible 1949 revised 200213 mungavamirira kusvikira vakura here? Mungaramba kuwanikwa navamwe varume naizvozvo here? Kwete, vana vangu, nokuti ndine shungu kwazvo nokuda kwenyu, nokuti ruoko rwaJehovha runorwa neni.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.” Ver CapítuloBhaibhiri Idzva rechiShona13 ndopamungazovamirira here kusvikira vakura? Ndozvamungazvimisire kuroorwa navamwe here? Kweteka vanangu, nhamo yenyu inondirwadza mumwoyo chaizvo nokuti zvenhamo yangu iyi ndiTenzi akazvida.” Ver CapítuloBhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi13 maizovamirira kusvikira vakura here? Mungazogara musina kuwanikwa nokuda kwavo here? Kwete, vanasikana vangu. Izvi zvandishungurudza kwazvo kupinda imi, nokuti ruoko rwaJehovha rwauya kuzorwisana neni!” Ver Capítulo |