La Biblia Online

- Anuncios -

Rute 1:10 - Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Baiberi Magwaro Matȿene aMŋari 1949 (Doke)

10 Ʋakati kwaari: Kwete, ticaenda nemi kana modzokera kuʋanhu ʋenyu.

Ver Capítulo Copiar

Shona Bible 1949 revised 2002

10 Vakati kwaari, “Kwete, tichaenda nemi kana modzokera kuvanhu venyu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona rine Dhuterokanonika

10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibhiri Idzva rechiShona

10 vakati, “Aiwa, chiripo ndechokuti tinofanira kudzokerawo nemi kuvanhu vokwenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Bhaibheri Dzvene MuChiShona Chanhasi

10 Zvino vakati kwaari, “Tichadzokera nemi kuvanhu vokwenyu.”

Ver Capítulo Copiar

Rute 1:10

Síguenos en:

Anuncios

Anuncios